John 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino ndinoenda kunowakandituma; hakunomumŋe wenyu unondibvunza, aciti: Munoendepiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino ndava kuenda kuno akandituma, asi hakuna mumwe wenyu anondibvunza kuti, ‘Muri kuendepiko?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino ndinoenda kune akandituma; hakuna mumwe wenyu anondibvunza, achiti, ‘Munoendepiko?’
Shona 2009?
Asi zvino ndinoenda kunowakandituma; hakunomumwe wenyu unondibvunza, \add achiti\add*: Munoendepiko?
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino ndinoenda kune akandituma; hakuna mumwe wenyu anondibvunza, achiti, ‘Munoendepiko?’