John 17:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakataura iɀoɀi, akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ŋguʋa yaȿika; kudzai Mŋanakomana wenyu, kuti Mŋanakomana akukudzei imi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati ataura izvi, akatarira kudenga akanyengetera achiti: “Baba, nguva yasvika. Kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akataura izvozvi, akatarira kudenga, akati, “Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana akukudzei imi,
Shona 2009?
Jesu wakataura izvozvi, akasimudzira meso ake kudenga, akati: Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzeivo imwi,
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akataura izvozvi, akatarira kudenga, akati, “Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana akukudzei imi,