John 17:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀaŋgu ndeɀenyu, neɀenyu ndeɀaŋgu; ndakudzwa maʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose zvandinazvo ndezvenyu, uye zvose zvamunazvo ndezvangu. Uye kukudzwa kwakauya kwandiri kubudikidza navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvangu ndezvenyu uye zvenyu ndezvangu uyezve ndinowana mbiri mavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvangu ndezvenyu, nezvenyu ndezvangu; ndakudzwa mavari.
Shona 2009?
Zvino zvose zvangu ndezvenyu, nezvenyu ndezvangu; ndakakudzwa mavari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvangu ndezvenyu, nezvenyu ndezvangu; ndakudzwa mavari.