John 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndakaʋapa shoko renyu, nyika ikaʋaʋeŋga, nokuti haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavapa shoko renyu uye nyika yakavavenga, nokuti havachisiri venyika sezvandisiri wenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini ndakavapa shoko renyu nyika ikavavenga, nokuti havasi venyika, seni ndisi wenyika.
Shona 2009?
Ini ndakavapa shoko renyu, nyika ikavavenga, nokuti havazi venyika, seni ndisi wenyika.
Shona SUB 2002 Bible
“Ini ndakavapa shoko renyu nyika ikavavenga, nokuti havasi venyika, seni ndisi wenyika.