John 17:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa.
Shona 2009?
Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete kune zvakaipa
Shona SUB 2002 Bible
Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete pane wakaipa.