John 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neni ndakaʋapa kubginya kwamakandipa; kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu tiri ʋamŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavapa kubwinya kuya kwamakandipa, kuti vave vamwe sesu tiri vamwe:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yamakandipa ndakavapawo kuti vave vamwechete sesu tiri vamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe;
Shona 2009?
Nokubwinya kwamakandipa, ndakavapa, kuti vave mumwe, sesu tiri mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe;