John 17:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ini maʋari, nemi mandiri, ʋakwaniswe kuʋa ʋamŋe; kuti nyika iziʋe kuti makandituma, ʋuye kuti makaʋaɗa, seɀamakandiɗa ini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imi mavari uye imi mandiri. Ngavakwaniswe muhumwe kuti nyika izive kuti makandituma uye makavada kunyange sezvamakandida ini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndiri mavari imi muri mandiri vanyatsova vamwechete, kuti pasi pazive kuti imi ndimi makandituma mukavada sokundida kwamakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.
Shona 2009?
Ini mavari, nemwi mandiri, vazadziswe kuva mumwe; uye kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada, sezvamakada ini.
Shona SUB 2002 Bible
ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.