John 17:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋakarurama, nyika hainakukuziʋai; asi ini ndakakuziʋai; naiʋaʋa ʋakaziʋa kuti makandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Baba vakarurama, kunyange nyika isingakuziviyi, ini ndinokuzivai, uye ivo vanoziva kuti makandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Baba vakarurama, nyika haina kukuzivai; asi ini ndakakuzivai, naivava vakaziva kuti makandituma.
Shona 2009?
Haiwa Baba vakarurama, nyika haina kukuzivai, asi ini ndakakuzivai, naivava vakaziva kuti makandituma;
Shona SUB 2002 Bible
“Baba vakarurama, nyika haina kukuzivai; asi ini ndakakuzivai, naivava vakaziva kuti makandituma.