John 17:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakukudzai panyika, ndapedza ɓasa ramakandipa kuti ndiriite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakauyisa kukudzwa kwamuri panyika nokuti ndakapedza basa ramakandipa kuti ndiite.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakakuwanisai mukurumbira panyika nokupedza kwandakaita basa ramakandipa kuti ndiite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakukudzai panyika, ndapedza basa ramakandipa kuti ndiriite.
Shona 2009?
Ndakakukudzai panyika; ndapedza basa ramakandipa kuti ndiriite;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakukudzai panyika, ndapedza basa ramakandipa kuti ndiriite.