John 17:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino imi Ƃaɓa, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiʋa nako kwamuri, nyika isati yaʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, Baba, ndikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako ndinemi nyika isati yavambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino imi baba, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako kwamuri, nyika isati yavapo.
Shona 2009?
uye zvino imwi baba, mundikudze pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako nemwi, nyika isati yavapo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino imi Baba, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako kwamuri, nyika isati yavapo.