John 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaratidza ʋanhu, ʋamakandipa panyika, zita renyu. Ʋakaŋga ʋari ʋenyu, mukandipa iʋo, ʋakaceŋgeta shoko renyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakakuratidzai kuna avo vamakandipa panyika. Vakanga vari venyu; mukavapa kwandiri uye vakateerera shoko renyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakakuzivisai kuvanhu vamakandipa panyika; vakanga vari venyu mukavapa kwandiri uye vakachengeta izwi renyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakaratidza vanhu, vamakandipa panyika, zita renyu. Vakanga vari venyu, mukandipa ivo, vakachengeta shoko renyu.
Shona 2009?
Ndakaratidza zita renyu kuvanhu vamakandipa kubva panyika; vakanga vari venyu, uye makavapa ini, vakachengeta shoko renyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakaratidza vanhu, vamakandipa panyika, zita renyu. Vakanga vari venyu, mukandipa ivo, vakachengeta shoko renyu.