John 17:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanoziʋa kuti ɀose‐ɀose, ɀamakandipa, ɀinobva kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vanoziva kuti zvinhu zvose zvamakandipa zvinobva kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanoziva kuti zvose-zvose, zvamakandipa, zvinobva kwamuri.
Shona 2009?
Zvino vanoziva kuti zvose-zvose, zvamakandipa zvinobva kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanoziva kuti zvose–zvose, zvamakandipa, zvinobva kwamuri.