John 17:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakaʋapa mashoko amakandipa, ʋakaagamucira, ʋakaziʋa ɀirokwaɀo kuti ndakabva kwamuri, ʋakatenda kuti ndakatumŋa nemi
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa uye vakaagamuchira. Vakaziva zvechokwadi kuti ndakabva kwamuri, uye vakatenda kuti makandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa, vakaagamuchira, vakaziva zvirokwazvo kuti ndakabva kwamuri, vakatenda kuti ndakatumwa nemi.
Shona 2009?
Nokuti ndakapa kwavari mashoko amakandipa; vakaagamuchira, vakaziva zvirokwazvo kuti ndakabuda kwamuri, vakatenda kuti makandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa, vakaagamuchira, vakaziva zvirokwazvo kuti ndakabva kwamuri, vakatenda kuti ndakatumwa nemi.