John 18:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Kayafasi ndiye wakaŋga apa ʋaJuda zano, kuti ɀirinani kuti munhu mumŋe afire ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kayafasi uyu ndiye uya akapa vaJudha zano rokuti zvainge zvakanaka kuti munhu mumwe chete afire vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kaifasi ndiye uya akanga ambopa zano kuvaJudha rokuti zviri nani kuti munhu mumwechete afire vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Kaifasi ndiye akanga apa vaJudha zano, kuti zviri nani kuti munhu mumwe afire vanhu vose.
Shona 2009?
Zvino Kayafasi ndiye wakanga apa vaJudha zano, kuti zvakanaka kuti munhu mumwe afire vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Kaifasi ndiye akanga apa vaJudha zano, kuti zviri nani kuti munhu mumwe afire vanhu vose.