John 18:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino musikana, wairinda mukoʋa, akati kunaPetro: Newe ʋo uri mumŋe waʋadzidzi ʋomunhu uyu here? Akati: Handizati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musikana akanga ari pamukova akabvunza Petro akati, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vake here?” Iye akapindura akati, “Handizi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino musikana, wairinda musuo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.”
Shona 2009?
Zvino musikana wairinda mukova akati kunaPetro: Newevo hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here? Akati: Handizi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino musikana, wairinda musuwo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.”