John 18:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Anasi akamutumira akasuŋgwa kunaKayafasi, muprista mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Anasi akamuendesa, akasungwa kuna Kayafasi muprista mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anasi akamuendesa akasungwa kuna Kaifasi mupristi mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Anasi akamutumira akasungwa kuna Kaifasi, mupristi mukuru.
Shona 2009?
Zvino Anasi akamutumira akasungwa kunaKayafasi, muprista mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Anasi akamutumira akasungwa kuna Kaifasi, Mupristi Mukuru.