John 18:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ƌai munhu uyu asaiʋa mutadzi, tiŋgaɗai tisina‐kumuisa kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vachiti, “Dai anga asiri mutadzi, tingadai tisina kuuya naye kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapindura, vakati kwaari, “Dai munhu uyu asaiva mutadzi, tingadai tisina kumuisa kwamuri.”
Shona 2009?
Vakapindura, vakati kwaari: Dai munhu uyu asaiva muiti wezvivi, tingadai tisina kumukumikidza kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapindura, vakati kwaari, “Dai munhu uyu asaiva mutadzi, tingadai tisina kumuisa kwamuri.”