John 18:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pirato akati kwaʋari: Cimutorai imi, mumutoŋge nomurairo wenyu. ƲaJuda ʋakati kwaari: Hatina‐kutenderwa isu kuti tiʋuraye munhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pirato akati, “Mutorei imi mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakaramba vachiti, “Asika, isu hatina mvumo yokuuraya munhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akavati, “Chimutoraika iyemi mundomutonga maererano nomutemo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Isu hatibvumirwi kuuraya munhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pirato akati kwavari, “Chimutorai imi, mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Hatina kutenderwa isu kuti tiuraye munhu;”
Shona 2009?
Zvino Pirato akati kwavari: Chimutorai imwi, mumutonge nomurairo wenyu. Naizvozvo vaJudha vakati kwaari: Hatina kutenderwa isu kuti tivuraye munhu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pirato akati kwavari, “Chimutorai imi, mumutonge nomurairo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Hatina kutenderwa isu kuti tiuraye munhu;”