John 18:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pirato akapinda ɀe mumba momuɓati, akaɗana Jesu, akati kwaari: Ndiwe mambo waʋaJuda here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Pirato akadzokerazve mumuzinda, akadana Jesu uye akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akapindazve mumuzinda akadaidza Jesu akati kwaari, “Iwe uri mambo wavaJudha here iwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pirato akapindazve mumba momubati, akadana Jesu, akati kwaari, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”
Shona 2009?
Zvino Pirato akapindazve mumba momubati, akadana Jesu, akati kwaari: Ndiwe mambo wavaJudha here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pirato akapindazve mumba momubati, akadana Jesu, akati kwaari, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”