John 18:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati: Unoɀireʋa iɀi pacako here, kana waɀiʋudzwa naʋamŋe pamsoro paŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Kufunga kwako woga here kana kuti vamwe vataura newe pamusoro pangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?”
Shona 2009?
Jesu akapindura, \add akati\add*: Unozvireva izvi pachako here, kana wazvivudzwa navamwe pamusoro pangu?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?”