John 18:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pirato akapindura, akati: Ini ndiri muJuda su? Rudzi rwako naʋaprista ʋakuru ʋakakuisa kwandiri; waiteiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pirato akapindura achiti, “Ndiri muJudha here ini? Vanhu vako navaprista vako vakuru vauya newe kwandiri. Wakaiteiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akapindura achiti, “Ko ini ndiri muJudha here'ni? Rudzi rwako navaPristi vakuru ndivo vakuturira kwandiri. Chii chawakaita iwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pirato akapindura, akati, “Ini ndiri muJudha su? Rudzi rwako navapristi vakuru vakakuisa kwandiri; waiteiko?”
Shona 2009?
Pirato akapindura, \add akati\add*: Ini ndiri muJudha here? Rudzi rwako navaprista vakuru vakakukumikidza kwandiri; waiteiko?
Shona SUB 2002 Bible
Pirato akapindura, akati, “Ini ndiri muJudha su? Rudzi rwako navapristi vakuru vakakuisa kwandiri; waiteiko?”