John 18:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pirato akati kwaari: Ɀokwaɗi cinyiko? Akati areʋa iɀoɀo, akaɓuɗira ɀe kuʋaJuda, akati kwaʋari: Ini handiwani mhoȿa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pirato akamubvunza akati, “Chokwadi chiiko?” Akati ataura izvozvo akabudazve kunze kuvaJudha akati, “Handiwani hwaro hwemhosva yomurume uyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akabva amuti, “Chokwadi chii?” Paakapedza kutaura izvi akaendazve kuvaJudha akavataurira kuti, “Ini handioni mhosva yaanayo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pirato akati kwaari, “Chokwadi chinyiko?” Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari, “Ini handiwani mhosva kwaari.
Shona 2009?
Pirato akati kwaari: chokwadi chinyiko? Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari: Ini handiwani mhosva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Pirato akati kwaari, “Chokwadi Chiiko?” Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari, “Ini handiwani mhosva kwaari.