John 18:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi munetsika kuti ndikusunuŋgurirei mumŋe nepaseka; ɀino munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei mambo waʋaJuda here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi itsika yenyu imi kuti ini ndikusunungurirei musungwa panguva yePasika. Munoda here kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi imi munetsika yokuti ndinofanira kukusunungurirai munhu mumwechete paPasika. Munoda here kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi mune tsika kuti ndikusunungurirei mumwe nePasika; zvino munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?”
Shona 2009?
Asi imwi munetsika kuti ndikusunungurirei mumwe papaseka; zvino munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi mune tsika kuti ndikusunungurirei mumwe nePasika; zvino munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?”