John 18:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaɗanidzira ʋose, ʋaciti: Munhu uyu kwete, asi Barabasi! Ɀino Barabasi wakaŋga ari gororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadanidzira vachiti, “Kwete, uyu! Tipei Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.
Shona 2009?
Ipapo vakadanidzirazve vose, vachiti: kwete munhu uyu, asi Bharabhasi! Zvino Bharabhasi wakanga ari gororo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.