John 18:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamupindura, ʋakati: Jesu weNazareta. Jesu akati kwaʋari: Ndini. NaJudasi, wakamupandukira, wakaŋga amire ʋo naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “Jesu weNazareta.” Jesu akati, “Ndini iye.” (Uye Judhasi mupanduki uya akanga amire navo ipapo.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamupindura vachiti, “Jesu weNazareti.” Jesu ndokuti kwavari, “Ndini, Judhasi, uya akamupandukira akanga amire pamwechete navo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamupindura, vakati, “Jesu weNazareta.” Jesu akati kwavari, “Ndini.” NaJudhasi, akamupandukira, akanga amirewo navo.
Shona 2009?
Vakamupindura, \add vakati\add*: Jesu weNazareta. Jesu akati kwavari: Ndini, naJudhasivo wakamutengesa, wakanga amirevo navo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamupindura, vakati, “Jesu weNazareta.” Jesu akati kwavari, “Ndini.” NaJudhasi, akamupandukira, akanga amirewo navo.