John 18:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati areʋa kwaʋari, aciti: Ndini, ʋakasuɗurukira shure, ʋakawira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakati, “Ndini iye,” vakasudurukira shure vakawira pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakati kwavari, “Ndini” vakabva vadzokera neshure vakawira pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati areva kwavari, achiti, “Ndini,” vakasudurukira shure vakawira pasi.
Shona 2009?
Zvino wakati achiti kwavari: Ndini, vakasudurukira shure, vakawira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati areva kwavari, achiti, “Ndini,” vakasudurukira shure vakawira pasi.