John 18:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋabvunza ɀe, aciti: Munotȿaka aniko? Ʋakati: Jesu weNazareta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapamhazve kuvabvunza akati, “Ndianiko wamunoda?” Uye ivo vakati, “Jesu weNazareta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.”
Shona 2009?
Zvino akavabvunzazve \add achiti\add*: Munotsvaka aniko? Vakati: Jesu weNazareta.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.”