John 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti shoko, raakareʋa, riitike, rokuti: Handina‐kurashikirwa nomumŋe kunaiʋaʋo ʋamakandipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaitika kuti mashoko aakanga ataura azadziswe, okuti: “Handina kurasikirwa nomumwe weava vamakandipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.”
Shona 2009?
kuti shoko raakareva riitike rokuti: Kunaivavo vamakandipa, handina kurashikirwa nomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.”