John 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pirato wakatora Jesu, akamuroʋesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Pirato akatora Jesu akaita kuti arohwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akatora Jesu, akati arohwe zvakanyanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pirato akatora Jesu, akamurovesa.
Shona 2009?
Zvino Pirato wakatora Jesu, akamurova netyava.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pirato akatora Jesu, akamurovesa.