John 19:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋuya kwaari, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda! Ʋakamuroʋa namaʋoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakaenda kwaari vaendazve vachiti, “Kwaziwai, mambo wavaJudha!” Uye vakamurova kumeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko.
Shona 2009?
Vakati: Hekanhi, Mambo wavaJudha! Vakamurova nembama.
Shona SUB 2002 Bible
vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko.