John 19:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakati agamucira vinega, akati: Ɀapera! akakotamisa musoro wake, akapa Mŋari mŋeya wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati anwa Jesu akati, “Zvapera.” Nokudaro, akakotamisa musoro wake uye akabudisa mweya wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati agamuchira vhiniga, akati, “Zvapera!” Akakotamisa musoro wake, akapa Mwari mweya wake.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati agamuchira vhiniga, akati: Zvapera! Akakotamisa musoro wake, akapa Mweya \add wake\add*.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati agamuchira vhiniga, akati, “Zvapera!” Akakotamisa musoro wake, akapa Mwari mweya wake.