John 19:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋaciʋona kuti watofa hake, haʋana‐kuvuna makumbo ake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vasvika pana Jesu uye vachiona kuti atofa, havana kuvhuna makumbo ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vakati vachisvika kuna Jesu, vachiona kuti atofa hake, havana kuvhuna makumbo ake,
Shona 2009?
asi vakati vachisvika kunaJesu, vakavona kuti watofa hake, havana kuvhuna makumbo ake,
Shona SUB 2002 Bible
asi vakati vachisvika kuna Jesu, vachiona kuti atofa hake, havana kuvhuna makumbo ake,