John 19:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Pirato akaɓuɗa ɀe, akati kwaʋari: Tarirai, ndamuɓuɗisira kwamuri, muziʋe kuti handiwani mhoȿa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pirato akabuda akatizve kuvaJudha, “Tarirai, ndava kumuisa kwamuri kuti muzive kuti ndashaya mhosva paari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.”
Shona 2009?
Ipapo Pirato akabudazve panze, akati kwavari: Tarirai, ndinomubudisira kwamuri, kuti muzive kuti handiwani mhosva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.”