John 19:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaisa Jesu ipapo, ɀawakaŋga uri musi wo Kugadzirira kwaʋaJuda, (nokuti bgiro bgakaŋga bguri pedyo).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti rakanga riri zuva rokugadzirira ravaJudha, uye sezvo guva raiva pedyo, vakaradzika Jesu imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti bwiro hwakanga huri pedyo.)
Shona 2009?
Zvino vakaisa Jesu ipapo nokuda kwegadziriro yavaJudha, nokuti bwiro bwakanga bwuri pedo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti hwiro hwakanga huri pedyo.)