John 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Isu tinomurairo, ɀino nomurairo weɗu unofanira kufa, nokuti wakaɀiita Mŋanakomana waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakasimbirira vachiti, “Isu tino murayiro, nomurayiro iwoyo, anofanira kufa, nokuti anozviti Mwanakomana waMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murayiro, zvino nomurayiro wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”
Shona 2009?
VaJudha vakamupindura, \add vakati\add*: Isu tinomurairo, zvino nomurairo wedu unofanira kufa, nokuti wakazviita Mwanakomana waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murairo, zvino nomurairo wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.”