John 2:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo wakaɓurukira Kapernaume, iye namai ʋake naʋanuŋuna, naʋadzidzi ʋake; akagara’po mazuʋa mashomanene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo akaburuka akaenda kuKapenaume namai vake, navanun'una vake uye navadzidzi vake. Vakagara ikoko kwamazuva mashoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo akaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una, navadzidzi vake; akagarapo mazuva mashomanane.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo wakaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una vake, navadzidzi vake; akagarapo mazuva asiri mazvinji.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo akaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una, navadzidzi vake; akagarapo mazuva mashomanane.