John 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo; ɀino Jesu akakwira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pasika yavaJudha yakati yava pedyo, Jesu akakwira kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino paseka yavaJudha yakanga yava pedo, Jesu akakwira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu.