John 2:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaʋaiteŋgesa njiʋa: Bvisai ɀinhu iɀoɀo muno; musaita imba yaƂaɓa ʋaŋgu imba yokuteŋgesera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna avo vakanga vachitengesa njiva, “Budisai zvinhu izvi muno! Hamufaniri kushandura imba yababa vangu muchiita musika wokutengeserana!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yababa vangu imba yokutengesera.”
Shona 2009?
Akati kuna vaitengesa njiva: Bvisai zvinhu izvi pano; musaita imba yaBaba vangu imba yokutengesera.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yaBaba vangu imba yokutengesera.”