John 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira kuti kwakanyorwa, kucinzi: Kushiŋgairira imba yenyu kucandipedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”
Shona 2009?
Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa \add kuchinzi\add*: Kushingairira imba yenyu kwakandipedza.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”