John 2:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga asiŋgatȿaki kuti munhu mumŋe apupure ɀomunhu; nokuti wakaŋga aciziʋa iye ɀiri mumunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga asingatsvaki uchapupu hwomunhu pamusoro pomunhu nokuti akanga achiziva zvakanga zviri mumunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu.
Shona 2009?
Wakanga asingatsvaki kuti ani nani apupure zvomunhu; nokuti wakanga achiziva zvakanga zviri mumunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu.