John 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waini yakati icizoshaikwa, mai ʋaJesu ʋakati kwaari: Haʋacinewaini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Waini yakati yapera, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachina waini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waini payakapera, amai vaJesu vakati kwaari, “Vanhu vapererwa newaini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Waini yakati ichizoshayikwa, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachine waini.”
Shona 2009?
Waini yakati ichishaikwa, mai vaJesu vakati kwaari: Havana waini.
Shona SUB 2002 Bible
Waini yakati ichizoshayikwa, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachine waini.”