John 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.”
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Ndineiko newe, mukadzi? Nguva yangu ichigere kusvika.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.”