John 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Zadzai makate nemvura. Iʋo ʋakaazadza kuȿikira pamiromo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kuvaranda, “Zadzai makate nemvura.” Saka vakaazadza kusvikira pamuromo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo.
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Zadzai zvirongo nemvura. Vakazvizadza kusvikira pamiromo.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo.