John 21:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Jesu wakaɀiratidza ɀe kuʋadzidzi ʋake paguŋgwa reTiberiasi; akaɀiratidza kuɗai:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake, paGungwa reTibheriasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake pagungwa reTibheriasi; akazviratidza kudai:
Shona 2009?
Shure kwaizvozvi Jesu wakazviratidzazve kuvadzidzi vake pagungwa reTiberiasi; akazviratidza kudai:
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake pagungwa reTibheriasi; akazviratidza kudai: