John 21:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakareʋa iɀoɀo, acifananidza kufa kwaaizokudza Mŋari nako. Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akati kwaari: Nditeʋere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akataura izvi achiratidza mafiro aizoita Petro achikudza Mwari. Ipapo akati kwaari, “Nditevere!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.”
Shona 2009?
Wakareva izvozvi, achitaridza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino wakati areva izvozvo, akati kwaari: Nditevere.
Shona SUB 2002 Bible
Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.”