John 21:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akati kwaʋari: Ʋana, muneciseʋo here? Ʋakamupindura, ʋaciti: Kwete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadanidzira kwavari akati, “Vana mune hove here?” Vakapindura vakati, “Kwete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.”
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwavari: Vana, mune chokudya here? Vakamupindura, \add vachiti\add*: Kwete.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.”