John 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi waʋaIsraeri, haunzwisisi ɀinhu iɀoɀi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsraeri, asi haunzwisisi zvinhu izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here?
Shona 2009?
Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi wavaIsraeri asi haunzwisisi zvinhu izvozvi here?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi waVaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here?