John 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu wakakwira kuɗeŋga, asi iye wakaɓuruka kuɗeŋga, iye Mŋanakomana womunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu akamboenda kudenga kunze kwaiye akabva kudenga, iye Mwanakomana woMunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana akambokwira kudenga kusiya iye akaburuka achibva kudenga, mwanakomana womunhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hakuna munhu akakwira kudenga, asi iye akaburuka kudenga, iye Mwanakomana womunhu.”
Shona 2009?
uye hakuna munhu wakakwira kudenga, asi iye wakaburuka kubva kudenga, Mwanakomana womunhu uri kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
“Hakuna munhu akakwira kudenga, asi iye akaburuka kudenga, iye Mwanakomana womunhu.”