John 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi seɀaakasimudza nyoka murenje, saiɀoɀo Mŋanakomana womunhu unofanira kusimudzwa ʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana woMunhu anofanira kusimudzwawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo,
Shona 2009?
Zvekare Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvovo Mwanakomana womunhu unofanira kusimudzwa,
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo,