John 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake panyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe kubudikidza naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.
Shona 2009?
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti ape nyika mhosva, asi kuti nyika nokuda kwake iponeswe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.